Johane 8:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino iʋo ʋakati ʋaciramba ʋacimubvunza, akakotoroka, akati kwaʋari: Usineciʋi pakati penyu, ŋgaataŋge kukande‐bge kwaari. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Zvino ivo vakati vachiramba vachimubvunza, akakotoroka, akati kwavari, “Asina chivi pakati penyu, ngaatange kukanda bwe kwaari.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Pavakaramba vachingomubvunza akati twasu kumira ndokuti kwavari, “Uyo asina chitadzo pakati penyu ngaatange kumukanda dombo.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Pavakaramba vachingomubvunza akati twasu kumira ndokuti kwavari, “Uyo asina chitadzo pakati penyu ngaatange kumukanda dombo.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Vakati varamba vachimubvunza, akatwasuka akati kwavari, “Kana pane asina chivi pakati penyu, ngaave iye wokutanga kupotsera dombo kwaari.” Ver Capítulo |