Johane 8:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Wakandituma uneni. Haana‐kundisiya ndiri ndoga; nokuti ini ndinoita ŋguʋa dzose ɀinomufadza. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200229 “Akandituma aneni. Haana kundisiya ndiri ndoga; nokuti ini ndinoita nguva dzose zvinomufadza.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Iye akandituma aneni. Haana kundisiya ndiri ndoga nokuti ndinogaroita zvinomufadza.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona29 Iye akandituma aneni. Haana kundisiya ndiri ndoga nokuti ndinogaroita zvinomufadza.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Uyo akandituma aneni; haana kundisiya ndiri ndoga, nokuti ndinogara ndichiita zvinomufadza.” Ver Capítulo |