Johane 8:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Asi haʋana‐kunzwisisa kuti unoʋaʋudza ɀaƂaɓa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200227 Asi havana kunzwisisa kuti anovaudza zvababa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Asi havana kunzwisisa kuti aivataurira nezvaBaba. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona27 Asi havana kunzwisisa kuti aivataurira nezvaBaba. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Havana kunzwisisa kuti akanga achivaudza nezvaBaba. Ver Capítulo |