Johane 8:21 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino wakati ɀe kwaʋari: Ndinoenda, mucanditȿaka, mukafira muɀiʋi ɀenyu; pandinoenda, imi hamuŋgaʋuyi’po. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200221 Zvino akatizve kwavari, “Ndinoenda, muchanditsvaka, mukafira muzvivi zvenyu; pandinoenda, imi hamungauyipo.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Akatizve, “Ndava kuenda, imi muchanditsvaka asi muchafira muzvitadzo zvenyu. Kwandiri kuenda, imi hamukwanisi kuuyako.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona21 Akatizve, “Ndava kuenda, imi muchanditsvaka asi muchafira muzvitadzo zvenyu. Kwandiri kuenda, imi hamukwanisi kuuyako.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Jesu akatizve kwavari, “Ndiri kuenda, uye imi muchanditsvaka, uye muchafira muzvivi zvenyu. Kwandinoenda, imi hamungauyiko.” Ver Capítulo |