La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 8:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Wakataura mashoko awa paciʋigiro cemari acidzidzisa mutembere; kwakaŋga kusinomunhu wakamuɓata, nokuti ŋguʋa yake yakaŋga isati yaȿika.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Akataura mashoko awa paichengeterwa mari achidzidzisa mutemberi; kwakanga kusina munhu akamubata, nokuti nguva yake yakanga isati yasvika.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Mazwi aya akaataura ari nechekwaichengeterwa mari achidzidzisa ari muTemberi. Asi hapana akamusunga nokuti nguva yake yakanga isati yasvika.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Mazwi aya akaataura ari nechekwaichengeterwa mari achidzidzisa ari muTemberi. Asi hapana akamusunga nokuti nguva yake yakanga isati yasvika.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Akataura mashoko aya paakanga achidzidzisa ari mutemberi pedyo nenzvimbo yaiiswa zvipo. Asi hapana munhu akamubata, nokuti nguva yake yakanga isati yasvika.

Ver Capítulo Copiar




Johane 8:20

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios