Johane 8:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Maŋgwanani akadzokera ɀe kutembere, ʋanhu ʋose ʋakaʋuya kwaari; akagara pasi akaʋadzidzisa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 Mangwanani akadzokerazve kutemberi, vanhu vose vakauya kwaari; akagara pasi akavadzidzisa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Mangwanani ngwanani, akaendazve kuTemberi. Vanhu vose vakauya kwaari akagara pasi achivadzidzisa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 Mangwanani ngwanani, akaendazve kuTemberi. Vanhu vose vakauya kwaari akagara pasi achivadzidzisa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Panguva dzamambakwedza akazviratidzazve mutemberi, vanhu vakamuunganira, uye akagara pasi kuti avadzidzise. Ver Capítulo |