La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 8:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ɀino ʋakati kwaari: Ƃaɓa ʋako ʋaripiko? Jesu akapindura, akati: Hamundiziʋi ini, kunyaŋge naƂaɓa ʋaŋgu ʋo; ɗai maindiziʋa ini, maiziʋa ʋo naƂaɓa ʋaŋgu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Zvino vakati kwaari, “Baba vako varipiko?” Jesu akapindura, akati, “Hamundizivi ini, kunyange nababa vanguo; dai maindiziva ini, maizivawo nababa vangu.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Vakati kwaari, “Ivo Baba vako varipiko?” Jesu akavapindura achiti, “Hamundizivi uye hamuzivi Baba vangu. Dai maindiziva mazivawo Baba vangu.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Vakati kwaari, “Ivo Baba vako varipiko?” Jesu akavapindura achiti, “Hamundizivi uye hamuzivi Baba vangu. Dai maindiziva mazivawo Baba vangu.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Ipapo vakamubvunza vakati, “Baba vako varipiko?” Jesu akapindura akati, “Hamundizivi ini kana Baba vangu. Dai maindiziva mungadai maizivawo Baba vangu.”

Ver Capítulo Copiar




Johane 8:19

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios