Johane 8:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Naiɀoɀo ʋaFarise ʋakati kwaari: Unoɀipupurira iwe; kupupura kwako hakuzi kwaɀokwaɗi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 Naizvozvo vaFarisi vakati kwaari, “Anozvipupurira iwe; kupupura kwako hakusi kwechokwadi.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 VaFarisei vakati kwaari, “Uri kuzvipupurira. Kuzvipupurira kwako hakusi kwechokwadi.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 VaFarisei vakati kwaari, “Uri kuzvipupurira. Kuzvipupurira kwako hakusi kwechokwadi.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 VaFarisi vakamupikisa vachiti, “Hezvo, uri kuratidza wani kuti unozvipupurira pachako; uchapupu hwako hahuna maturo.” Ver Capítulo |