Johane 7:51 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)51 Murairo weɗu unotoŋga munhu, usati wambomunzwa, nokuziʋa caanoita here? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200251 “Murayiro wedu unotonga munhu, vasati vambomunzwa, nokuziva chaanoita here?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 “Zviya, handiti mutemo wedu haupe munhu mhosva asina kutanga ambonzwika uye kuziva zvaanoita?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona51 “Zviya, handiti mutemo wedu haupe munhu mhosva asina kutanga ambonzwika uye kuziva zvaanoita?” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi51 “Ko, murayiro wedu unopomera munhu mhosva asina kutanga ambonzwikwa kuti zvionekwe kuti ari kuitei here?” Ver Capítulo |