La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 7:49 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

49 Asi ʋanhu aʋa ʋazhinji, ʋasiŋgaziʋi murairo, ʋakatukwa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

49 Asi vanhu ava vazhinji, vasingazivi murayiro, vakatukwa.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

49 kusiya vanamunhuwo zvavo ava vasingazivi mutemo uye vane rushambwa ava?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

49 kusiya vanamunhuwo zvavo ava vasingazivi mutemo uye vane rushambwa ava?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

49 Kwete! Asi vanhu vazhinji ava vasingatongozivi murayiro, vakatukwa ava.”

Ver Capítulo Copiar




Johane 7:49

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios