Johane 7:40 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Ɀino ʋamŋe pakati paʋanhu ʋazhinji ʋakati ʋacinzwa mashoko awa, ʋakati: Ɀirokwaɀo uyu muprofita. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200240 Zvino vamwe pakati pavanhu vazhinji vakati vachinzwa mashoko awa, vakati, “Zvirokwazvo uyu muporofita.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Vamwe vanhu vaiva mugungano iroro, pavakanzwa mazwi aya vakati, “Uyu ndiye chaiye muporofita uya.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona40 Vamwe vanhu vaiva mugungano iroro, pavakanzwa mazwi aya vakati, “Uyu ndiye chaiye muporofita uya.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Vakati vanzwa mashoko ake, vamwe vanhu vakati, “Zvirokwazvo murume uyu muprofita.” Ver Capítulo |