La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 7:32 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Ɀino ʋaFarise ʋakanzwa ʋanhu ʋazhinji ʋaciŋuŋuna iɀoɀo pamsoro pake; ʋaprista ʋakuru naʋaFarise ʋakatuma ʋatariri kundomuɓata.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Zvino vaFarisi vakanzwa vanhu vazhinji vachigun'un'una izvozvo pamusoro pake; vapristi vakuru navaFarisi vakatuma mapurisa kundomubata.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 VaFarisei vakanzwa zevezeve raiitwa navanhu nezvake. Naizvozvo vapristi vakuru navaFarisei, vakatuma mapurisa apaTemberi kundomusunga.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 VaFarisei vakanzwa zevezeve raiitwa navanhu nezvake. Naizvozvo vapristi vakuru navaFarisei, vakatuma mapurisa apaTemberi kundomusunga.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 VaFarisi vakanzwa vanhu vazhinji vachiita zevezeve rezvinhu zvakadai pamusoro pake. Ipapo vaprista vakuru navaFarisi vakatuma varindi vomutemberi kuti vandomusunga.

Ver Capítulo Copiar




Johane 7:32

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios