La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 7:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Ɀino uyu tinoziʋa kwaanobva, asi Kristu kana aciȿika, hakunomunhu uŋgaziʋa kwaanobva.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Zvino uyu tinoziva kwaanobva, asi Kristu kana achisvika, hakuna munhu angaziva kwaanobva.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Kunobva munhu uyu tinokuzivaka isu asi kana Mesia ouya hapana anoziva kwaanobva.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Kunobva munhu uyu tinokuzivaka isu asi kana Mesia ouya hapana anoziva kwaanobva.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Asi tinoziva kunobva murume uyu; Kristu paanouya, hakuna munhu achaziva kwaanobva.”

Ver Capítulo Copiar




Johane 7:27

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios