La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 7:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Naiɀoɀo ʋaJuda ʋakashamiswa, ʋaciti: Munhu uyu unoziʋa seiko manyoro, ɀaasina‐kumbodzidza?

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Naizvozvo vaJudha vakashamiswa, vachiti, “Munhu uyu anoziva seiko mabhuku, zvaasina kumbodzidza?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 VaJudha vakashamiswa nazvo vachiti, “Ko munhu uyu akawanepiko ruzivo rwaanarwo iye asina kudzidza?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 VaJudha vakashamiswa nazvo vachiti, “Ko munhu uyu akawanepiko ruzivo rwaanarwo iye asina kudzidza?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 VaJudha vakashamiswa uye vakabvunza vakati, “Murume uyu akawana ruzivo rwakadai seiko iye asina kudzidza?”

Ver Capítulo Copiar




Johane 7:15

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios