La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 7:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ɀino kwakati paʋa pakati pomutambo, Jesu akakwira kutembere, akataŋga kudzidzisa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Zvino kwakati pava pakati pomutambo, Jesu akakwira kutemberi, akatanga kudzidzisa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Pava pakati pamazuva makuru iwayo Jesu akaenda muTemberi akatangisa kudzidzisa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Pava pakati pamazuva makuru iwayo Jesu akaenda muTemberi akatangisa kudzidzisa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Mutambo wakati wava pakati, Jesu ndipo paakazokwidza kutemberi uye akatanga kudzidzisa.

Ver Capítulo Copiar




Johane 7:14

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios