Johane 7:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino ʋaJuda ʋakamutȿaka pamutambo, ʋakati: Uripiko iye? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 Zvino vaJudha vakamutsvaka pamutambo, vakati, “Aripiko iye?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 VaJudha vakanga vachimutsvaka pamazuva makuru iwayo vachiti, “Ko ari kupiko?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona11 VaJudha vakanga vachimutsvaka pamazuva makuru iwayo vachiti, “Ko ari kupiko?” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Zvino vaJudha vakamutsvaka uye vakabvunza paMutambo kuti, “Murume uya aripiko?” Ver Capítulo |