Johane 6:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Firipo akamupindura, aciti: Ɀiŋgwa ɀamadenari anamazana maʋiri haɀiŋgaʋariŋgani, kuti mumŋe nomumŋe atore ɀishoma. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Firipi akamupindura, achiti, “Zvingwa zvamadhenari ana mazana maviri hazvingavaringani, kuti mumwe nomumwe atore zvishoma.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Firipi akamupindura achiti, “Mazana maviri emari yemadhenari haigoni kutenga chingwa chinokwana kuti mumwe nomumwe awane kachidimbu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Firipi akamupindura achiti, “Mazana maviri emari yemadhenari haigoni kutenga chingwa chinokwana kuti mumwe nomumwe awane kachidimbu.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Firipi akamupindura akati, “Mubayiro unoshandirwa kwemwedzi misere haugoni kutenga chingwa chinokwana mumwe nomumwe hake, kuti awane chimedu!” Ver Capítulo |