La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 6:63 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

63 Mŋeya ndiye unoraramisa, nyama hainamaturo; mashoko andakataura kwamuri, ndiwo mŋeya noʋupenyu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

63 Mweya ndiye anoraramisa, nyama haina maturo; mashoko andakataura kwamuri, ndiwo mweya noupenyu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

63 “Mweya ndiwo anopa upenyu; nyama haina maturo. Mazwi andataura kwamuri, mweya noupenyu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

63 “Mweya ndiwo anopa upenyu; nyama haina maturo. Mazwi andataura kwamuri, mweya noupenyu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

63 Mweya ndiye anopa upenyu, nyama haina chainobatsira. Mashoko andataura kwamuri ndiwo mweya, uye ane upenyu.

Ver Capítulo Copiar




Johane 6:63

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios