La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 6:61 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

61 Asi Jesu, ɀaakaŋga aciziʋa mumŋoyo make kuti ʋadzidzi ʋake ʋanoŋuŋuna neshoko irero, akati kwaʋari: Iri shoko rinokugumbusai kanhi?

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

61 Asi Jesu, zvaakanga achiziva mumwoyo make kuti vadzidzi vake vanogun'un'una neshoko irero, akati kwavari, “Iri shoko rinokugumbusai kanhi?

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

61 Asi Jesu paakazviziva nechomumwoyo kuti vadzidzi vake vari kunyunyuta nazvo, akati kwavari, “Zvakugumburai here izvi?

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

61 Asi Jesu paakazviziva nechomumwoyo kuti vadzidzi vake vari kunyunyuta nazvo, akati kwavari, “Zvakugumburai here izvi?

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

61 Achiziva zvake kuti vadzidzi vake vakanga vachigununʼuna pamusoro paizvozvi, Jesu akati kwavari, “Izvi zvinokugumburai here?

Ver Capítulo Copiar




Johane 6:61

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios