La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 6:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Wakareʋa iɀoɀo kuti amuidze, nokuti iye wakaziʋa amene ɀaakaŋga aciɗa kuita.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Akareva izvozvo kuti amuedze, nokuti iye akaziva amene zvaakanga achida kuita.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Izvi akataura kuri kumuedza zvake. Nokuti iye aiziva zvaaizoita.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Izvi akataura kuri kumuedza zvake. Nokuti iye aiziva zvaaizoita.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Akabvunza izvi achida chete kumuedza, nokuti akanga atoziva kare mupfungwa dzake zvaakanga achizoita.

Ver Capítulo Copiar




Johane 6:6

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios