La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 6:38 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Nokuti handina‐kuɓuruka kuɗeŋga, kuti ndiite kuɗa kwaŋgu, asi kuɗa kwowakandituma.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

38 Nokuti handina kuburuka kudenga, kuti ndiite kuda kwangu, asi kuda kwoakandituma.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Nokuti ndakauya ndichibva kudenga kwete kuzoita kuda kwangu asi kuda kwewakandituma.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Nokuti ndakauya ndichibva kudenga kwete kuzoita kuda kwangu asi kuda kwewakandituma.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Nokuti handina kuburuka kubva kudenga kuti ndizoita kuda kwangu asi kuti ndizoita kuda kwaiye akandituma.

Ver Capítulo Copiar




Johane 6:38

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios