La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 6:37 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Ɀose Ƃaɓa ɀaʋanondipa ɀicaʋuya kwandiri; nounoʋuya kwandiri, handiŋgatoŋgomurashiri kunze.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

37 “Zvose baba zvavanondipa zvichauya kwandiri; noanouya kwandiri, handingatongomurasiri kunze.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Chose chandinopiwa naBaba chinouya kwandiri uye anenge auya kwandiri handimurasiri kunze.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Chose chandinopiwa naBaba chinouya kwandiri uye anenge auya kwandiri handimurasiri kunze.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 Zvose zvandinopiwa naBaba zvichauya kwandiri, uye ani naani anouya kwandiri handingatongomurasiri kure.

Ver Capítulo Copiar




Johane 6:37

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios