La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 6:26 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Jesu akaʋapindura, akati: Ɀirokwaɀo, ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Hamunditȿaki nokuti makaʋona ɀiratidzo, asi nokuti makadya ɀiŋgwa mukaguta.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Jesu akavapindura, akati, “Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, hamunditsvaki nokuti makaona zviratidzo, asi nokuti makadya zvingwa mukaguta.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Jesu akavapindura achiti, “Chokwadi chaizvo ndinoti kwamuri hamusi kunditsvaka nokuti makaona zviratidzo asi nokuti makadya zvingwa mukaguta.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Jesu akavapindura achiti, “Chokwadi chaizvo ndinoti kwamuri hamusi kunditsvaka nokuti makaona zviratidzo asi nokuti makadya zvingwa mukaguta.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Jesu akapindura akati, “Ndinokuudzai chokwadi kuti, muri kunditsvaka, kwete nokuda kwokuti makaona zviratidzo, asi nokuda kwokuti makadya zvingwa uye mukaguta.

Ver Capítulo Copiar




Johane 6:26

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios