La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 6:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 (Asi mamŋe magwa maɗuku akaŋga abva Tiberiasi, akaȿika pedyo paʋakadyira ɀiŋgwa, Ishe amboʋoŋga).

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

23 (Asi mamwe magwa maduku akanga abva Tibheriasi, akasvika pedyo pavakadyira zvingwa, Ishe ambovonga).

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Asi pane magwa akabva kuTibheriasi akasvikawo pedyo nenzvimbo yavakadya chingwa chiya mushure mokunge Tenzi ambotenda.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Asi pane magwa akabva kuTibheriasi akasvikawo pedyo nenzvimbo yavakadya chingwa chiya mushure mokunge Tenzi ambotenda.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Ipapo mamwe magwa aibva kuTibheriasi akasvika pedyo nenzvimbo yakanga yadyirwa chingwa navanhu shure kwokuvonga kwaShe.

Ver Capítulo Copiar




Johane 6:23

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios