La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 6:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ɀino ʋanhu ʋakati ʋaʋona ciratidzo caakaita, ʋakati: Ɀirokwaɀo uyu muprofita, unoʋuya panyika.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Zvino vanhu vakati vaona chiratidzo chaakaita, vakati, “Zvirokwazvo uyu muporofita, anouya panyika.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Vanhu pavakaona chiratidzo chaakanga aita, vakati chokwadi uyu ndiye muporofita uya ainzi ari kuuya pasi pano.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Vanhu pavakaona chiratidzo chaakanga aita, vakati chokwadi uyu ndiye muporofita uya ainzi ari kuuya pasi pano.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Vanhu vakati vaona chiratidzo chakanga chaitwa naJesu, vakatanga kuti, “Zvirokwazvo uyu ndiye muprofita aifanira kuuya panyika.”

Ver Capítulo Copiar




Johane 6:14

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios