La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 6:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ɀino ʋakati ʋaguta, akati kuʋadzidzi ʋake: Ʋuŋganidzai ɀimeɗu ɀakasara, kuti kurege kurashika cinhu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Zvino vakati vaguta, akati kuvadzidzi vake, “Unganidzai zvimedu zvakasara, kuti zvirege kurasika.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Pavakanga vaguta akati vadzidzi vake vaunganidze zvimedu zvakasara kuitira kuti pashaye nechinoraswa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Pavakanga vaguta akati vadzidzi vake vaunganidze zvimedu zvakasara kuitira kuti pashaye nechinoraswa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Vakati vadya vose, akati kuvadzidzi vake, “Unganidzai zvimedu zvose zvasara. Musarega zvichiraswa.”

Ver Capítulo Copiar




Johane 6:12

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios