Johane 6:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Jesu akati: Garisai ʋanhu pasi. Ɀino kwakaŋga kunoʋuswa bguzhinji ipapo. Naiɀoɀo ʋarume ʋakagara pasi, kuwanda kwaʋo kuneŋge ɀuru ɀishanu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Jesu akati, “Garisai vanhu pasi.” Zvino kwakanga kuno uswa huzhinji ipapo. Naizvozvo varume vakagara pasi, kuwanda kwavo kunenge zviuru zvishanu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Jesu akati itii vanhu vagare pasi. Ipapo pakanga paine uswa hwakawanda. Varume vakagara pasi vainge zviuru zvishanu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 Jesu akati itii vanhu vagare pasi. Ipapo pakanga paine uswa hwakawanda. Varume vakagara pasi vainge zviuru zvishanu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Jesu akati, “Itai kuti vanhu vagare pasi.” Panzvimbo iyo pakanga pano uswa huzhinji kwazvo, uye varume vakagara pasi vakanga vachikarosvika zviuru zvishanu. Ver Capítulo |