Johane 5:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Pakarepo munhu uyo akaporeswa, akatora nhoʋo dzake, akafamba. Musi uyo waiʋa wesaɓata. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 Pakarepo munhu uyo akaporeswa, akatora nhoo dzake, akafamba. Musi uyo waiva weSabata. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Pakarepo munhu uya akabva aporeswa. Akatora rukukwe rwake akabva afamba. Musi iwoyo wakanga uri musi weSabata. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 Pakarepo munhu uya akabva aporeswa. Akatora rukukwe rwake akabva afamba. Musi iwoyo wakanga uri musi weSabata. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Pakarepo murume uyu akaporeswa; akatora rukukwe rwake akafamba. Zuva rakaitika izvi raiva reSabata. Ver Capítulo |