Johane 5:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ʋakamupa simba rokutoŋga, ɀaari Mŋanakomana womunhu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200227 Vakamupa simba rokutonga, zvaari Mwanakomana womunhu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 vakamupa ukuru kuti atonge nokuti ndiye Mwanakomana womunhu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona27 vakamupa ukuru kuti atonge nokuti ndiye Mwanakomana womunhu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Uye vakamupa simba rokuti atonge nokuti ndiye Mwanakomana woMunhu. Ver Capítulo |