Johane 5:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 kuti ʋose ʋakudze Mŋanakomana seɀaʋanokudza Ƃaɓa. Usiŋgakudzi Mŋanakomana, haakudzi naƂaɓa, ʋakamutuma. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200223 kuti vose vakudze Mwanakomana sezvavanokudza baba. Asingakudzi Mwanakomana, haakudzi nababa, vakamutuma. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 kuti vose varemekedze mwanakomana sokuremekedza kwavanoita Baba. Asingaremekedzi Mwanakomana haaremekedzi Baba vakamutuma. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona23 kuti vose varemekedze mwanakomana sokuremekedza kwavanoita Baba. Asingaremekedzi Mwanakomana haaremekedzi Baba vakamutuma. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 kuti vose vakudze Mwanakomana sokukudza kwavanoita Baba. Uyo asingakudzi Mwanakomana, haakudzi Baba vakamutuma. Ver Capítulo |