Johane 5:21 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Nokuti Ƃaɓa sezaʋanomutsa ʋakafa, ʋaciʋararamisa, saiɀoɀo Mŋanakomana unoraramisa ʋo ʋaanoɗa kuraramisa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200221 Nokuti baba sezvavanomutsa vakafa, vachivararamisa, saizvozvo Mwanakomana anoraramisawo vaanoda kuraramisa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Nokuti sezvinongoita Baba kumutsa vakafa vachivapa upenyu, saizvozvo Mwanakomana anopawo upenyu kune waanenge ada. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona21 Nokuti sezvinongoita Baba kumutsa vakafa vachivapa upenyu, saizvozvo Mwanakomana anopawo upenyu kune waanenge ada. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Nokuti sezvo Baba vachimutsa vakafa uye vachivapa upenyu, saizvozvo Mwanakomana anopa upenyu kuno uyo waanofarira kuti ape. Ver Capítulo |