Johane 5:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Saka ɀino ʋaJuda ʋakatȿaka ɀikuru kumuʋuraya, nokuti wakaŋga asiŋgaputsi murairo wesaɓata ɓedzi, asi wakati ʋo Mŋari ndiƂaɓa ʋake, aciɀienzanisa naMŋari. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 Saka zvino vaJudha vakatsvaka zvikuru kumuuraya, nokuti akanga asingatyori murayiro weSabata bedzi, asi akatiwo Mwari ndibaba vake, achizvienzanisa naMwari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Ndokusaka vaJudha vakatonyanya kuda kumuuraya nokuti haana kungotyora chete mutemo weSabata, asi kuti akatiwo Mwari ndiBaba vake pachake achizvienzanisa naMwari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona18 Ndokusaka vaJudha vakatonyanya kuda kumuuraya nokuti haana kungotyora chete mutemo weSabata, asi kuti akatiwo Mwari ndiBaba vake pachake achizvienzanisa naMwari. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Nokuda kwaizvozvi, vaJudha vakaedza zvakanyanya kwazvo kuti vamuuraye; nokuti akanga asingaputsi Sabata chete, asi akanga achitiwo Mwari ndiBaba vake, achizvienzanisa naMwari. Ver Capítulo |