Johane 5:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Asi iye wakapindura, akati: Ƃaɓa ʋangu ʋacaɓata kuȿikira ɀino, neni ndinoɓata ʋo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200217 Asi iye akapindura, akati, “Baba vangu vachabata kusvikira zvino, neni ndinobatawo.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Asi Jesu akavapindura achiti, “Baba vangu vanoshanda nazvino neniwo ndinofanira kushanda.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona17 Asi Jesu akavapindura achiti, “Baba vangu vanoshanda nazvino neniwo ndinofanira kushanda.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Jesu akati kwavari, “Baba vangu vanoramba vari pabasa ravo kusvikira nhasi chaiye, uye neniwo, ndiri kushanda.” Ver Capítulo |