Johane 5:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Shure kwaiɀoɀo Jesu akamuwana mutembere, akati kwaari: Tarira, waporeswa; usatadza ɀe, kuti urege kuɓatwa necinhu cakaipa cinokunda cici. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200214 Shure kwaizvozvo Jesu akamuwana mutemberi, akati kwaari, “Tarira, waporeswa; usatadzazve, kuti urege kubatwa nechinhu chakaipa chinokunda chichi.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mushure mezvo Jesu akamuwana paTemberi akamuti, “Tarisa uone kuti wapora; usatadzezve kuti urege kuwirwa nezvakapinda izvi.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona14 Mushure mezvo Jesu akamuwana paTemberi akamuti, “Tarisa uone kuti wapora; usatadzezve kuti urege kuwirwa nezvakapinda izvi.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Shure kwaizvozvo, Jesu akamuwana ari mutemberi uye akati kwaari, “Tarira, wapora. Usatadzazve kuti urege kuwirwa nechimwe chinhu chakaipisisa.” Ver Capítulo |