Johane 5:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Iye akapindura, akati: Uyo wandiporesa ndiye wakati kwandiri: Tora nhoʋo dzako, ufambe. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 Iye akapindura, akati, “Uyo andiporesa ndiye akati kwandiri, tora nhoo dzako, ufambe.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi iye akavapindura achiti, “Munhu andiporesa ndiye andiudza kuti, ‘Tora rukukwe rwako ufambe.’ ” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona11 Asi iye akavapindura achiti, “Munhu andiporesa ndiye andiudza kuti, ‘Tora rukukwe rwako ufambe.’ ” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Asi iye akapindura akati, “Murume andiporesa ati kwandiri, ‘Takura rukukwe rwako ufambe.’ ” Ver Capítulo |