Johane 4:54 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)54 Ici ndico ciratidzo cecipiri cakaitwa naJesu, abva Judea, aȿika Garirea. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200254 Ichi ndicho chiratidzo chechipiri chakaitwa naJesu, abva Judhea, asvika Gariria. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika54 Ichi ndicho chiratidzo chechipiri chakaitwa naJesu paakabva kuJudhea achiuya kuGarirea. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona54 Ichi ndicho chiratidzo chechipiri chakaitwa naJesu paakabva kuJudhea achiuya kuGarirea. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi54 Ichi ndicho chakanga chiri chiratidzo chechipiri chakaitwa naJesu, abva kuJudhea ava kuGarirea. Ver Capítulo |