La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 4:51 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

51 Wakati acaɓuruka, ʋaranda ʋake ʋakasoŋgana naye, ʋakati: Mŋana wenyu mupenyu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

51 Akati achaburuka, varanda vake vakasangana naye, vakati, “Mwana wenyu mupenyu.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

51 Paakanga avakudzika vashandi vake vakasangana naye vakamuudza kuti, “Mwana wake akanga ararama.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

51 Paakanga avakudzika vashandi vake vakasangana naye vakamuudza kuti, “Mwana wake akanga ararama.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

51 Achiri munzira varanda vake vakasangana naye namashoko okuti mukomana akanga apora.

Ver Capítulo Copiar




Johane 4:51

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios