La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 4:45 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

45 Ɀino wakati aciȿika Garirea, ʋaGarirea ʋakamugamucira, nokuti ʋakaŋga ʋaʋona ɀose ɀaakaita Jerusarema pamutambo, nokuti naiʋo ʋakaŋga ʋaenda ʋo kumutambo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

45 Zvino akati achisvika Gariria, vaGariria vakamugamuchira, nokuti vakanga vaona zvose zvaakaita Jerusaremu pamutambo wePasika, nokuti naivo vakanga vaendawo kumutambo wePasika.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

45 Paakasvika kuGarirea, vaGarirea vakamugamuchira nokuti vakanga vaona zvose zvaakaita kuJerusaremu pamazuva makuru nokuti naivowo vakanga vaenda kumazuva makuru iwayo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

45 Paakasvika kuGarirea, vaGarirea vakamugamuchira nokuti vakanga vaona zvose zvaakaita kuJerusaremu pamazuva makuru nokuti naivowo vakanga vaenda kumazuva makuru iwayo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

45 Akati asvika muGarirea, vaGarirea vakamugamuchira. Vakanga vaona zvose zvaakanga aita muJerusarema pamutambo wePasika, nokuti naivowo vaivapo.

Ver Capítulo Copiar




Johane 4:45

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios