Johane 4:44 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Nokuti Jesu amene wakapupura, kuti muprofita haakudzwi munyika yake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200244 Nokuti Jesu amene akapupura, kuti muporofita haakudzwi munyika yake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Iye Jesu pachake akanga ambopupurawo kuti, “Muporofita haaremekedzwi munyika make.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona44 Iye Jesu pachake akanga ambopupurawo kuti, “Muporofita haaremekedzwi munyika make.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Zvino Jesu pachake akanga ambopupura kuti muprofita haakudzwi munyika yokwake. Ver Capítulo |