Johane 4:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Wakaŋga acifanira kupfuʋura neSamaria. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Akanga achifanira kupfuura neSamaria. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Aifanira kutopfuura nomuSamaria. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Aifanira kutopfuura nomuSamaria. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Zvino akanga achifanira kupfuura nomuSamaria. Ver Capítulo |