Johane 4:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino ʋadzidzi ʋake ʋakaȿika, ʋakashamiswa ʋaciʋona kuti unotaurirana nomukadzi; kunyaŋge ɀakaɗaro hakunomumŋe wakati: Munotȿakeiko? Kana: Munotaurireiko naye? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200227 Zvino vadzidzi vake vakasvika, vakashamiswa vachiona kuti anotaurirana nomukadzi; kunyange zvakadaro hakuna mumwe akati, “Munotsvakeiko kwaari?” Kana, “Munotaurireiko naye?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Ipapo ndipo pakabva pauya vadzidzi vake. Vakashamiswa kuti aitaura nomunhukadzi. Asi hapana akati, “Munodei kwaari?” Kana kuti, “Munotaurirei naye?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona27 Ipapo ndipo pakabva pauya vadzidzi vake. Vakashamiswa kuti aitaura nomunhukadzi. Asi hapana akati, “Munodei kwaari?” Kana kuti, “Munotaurirei naye?” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Pakarepo vadzidzi vake vakadzokera kwaari uye vakashamiswa vachiona achitaura nomukadzi. Asi hapana akamubvunza kuti, “Unodei?” kana kuti “Munotaurireiko naye?” Ver Capítulo |