Johane 4:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino mukadzi akati kwaari: Ndinoziʋa kuti Mesiasi unoʋuya, unonzi Kristu; kana iye aȿika, ucatiʋudza ɀose. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200225 Zvino mukadzi akati kwaari, “Ndinoziva kuti Mesiasi anouya, anonzi Kristu; kana iye asvika, uchatiudza zvose.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Mukadzi uya akati kwaari, “Ndinoziva kuti Mesia ari kuuya iye anonzi Kristu. Kana auya achatiratidza zvinhu zvose.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona25 Mukadzi uya akati kwaari, “Ndinoziva kuti Mesia ari kuuya iye anonzi Kristu. Kana auya achatiratidza zvinhu zvose.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Mukadzi akati, “Ndinoziva kuti Mesiya, anonzi Kristu, ari kuuya. Paanouya, acharondedzera zvinhu zvose kwatiri.” Ver Capítulo |