La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 4:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Mŋari ndiMŋeya; ʋanomunamata, ʋanofanira kumunamata mumŋeya neɀokwaɗi.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

24 “Mwari ndiMweya; vanomunamata, vanofanira kumunamata mumweya nechokwadi.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Mwari mweya; saizvozvo, vanomunamata vanofanira kumunamata muMweya nomuchokwadi.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Mwari mweya; saizvozvo, vanomunamata vanofanira kumunamata muMweya nomuchokwadi.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Mwari mweya, uye vanomunamata vanofanira kumunamata mumweya nomuzvokwadi.”

Ver Capítulo Copiar




Johane 4:24

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios