Johane 4:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Nokuti watoʋa naʋarume ʋashanu; uyo, waunaye ɀino, haazi murume wako; apo wareʋa ɀokwaɗi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 “Nokuti watova navarume vashanu; uyo waunaye zvino, haasi murume wako; apo wareva chokwadi.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 nokuti wakamboita varume vashanu uye wauinaye zvino haasi murume wako. Apo wataura chokwadi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona18 nokuti wakamboita varume vashanu uye wauinaye zvino haasi murume wako. Apo wataura chokwadi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Chokwadi ndeichi, wakava navarume vashanu, uye murume waunaye zvino haazi murume wako. Zvawabva mukutaura ndicho chokwadi.” Ver Capítulo |