La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 3:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Uyo wakagamucira kupupura kwake, wakasimbisa kuti Mŋari ndowaɀokwaɗi.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Uyo akagamuchira kupupura kwake, akasimbisa kuti Mwari ndowechokwadi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Munhu anogamuchira uchapupu hwake ihwohwo anotsinhira kuti, Mwari ari pachokwadi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Munhu anogamuchira uchapupu hwake ihwohwo anotsinhira kuti, Mwari ari pachokwadi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Munhu anohugamuchira, anopupura kuti Mwari ndowechokwadi.

Ver Capítulo Copiar




Johane 3:33

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios