Johane 3:32 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ɀaakaʋona neɀaakanzwa, ndiɀo ɀaanopupura; asi hakunomunhu unogamucira kupupura kwake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200232 Zvaakaona nezvaakanzwa, ndizvo zvaanopupura; asi hakuna munhu anogamuchira kupupura kwake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Zvaakaona nezvaakanzwa ndizvo zvaanopupura asi uchapupu hwake ihwohwo hauna anohugamuchira. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona32 Zvaakaona nezvaakanzwa ndizvo zvaanopupura asi uchapupu hwake ihwohwo hauna anohugamuchira. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Iye anopupura zvaakaona nezvaakanzwa, asi hakuna munhu anogamuchira uchapupu hwake. Ver Capítulo |