La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 3:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 NaJohane wakaŋga acibapatidza ʋo paAinoni, pedyo neSarimi, nokuti kwaiʋa nemvura zhinji ipapo; ʋakaʋuya, ʋakabapatidzwa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

23 NaJohani akanga achibhabhatidzawo paAinoni, pedyo neSarimi, nokuti kwaiva nemvura zhinji ipapo; vakauya, vakabhabhatidzwa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Johani aiombekawo ari kuAinoni pedyo neSarimu nokuti ikoko kwaiva nemvura zhinji. Vanhu vaiuya vachiombekwa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Johani aiombekawo ari kuAinoni pedyo neSarimu nokuti ikoko kwaiva nemvura zhinji. Vanhu vaiuya vachiombekwa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Zvino Johaniwo aibhabhatidza paAenoni pedyo neSarimu nokuti pakanga pane mvura zhinji, uye vanhu vakanga vachiramba vachiuya kuti vazobhabhatidzwa.

Ver Capítulo Copiar




Johane 3:23

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios