Johane 3:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Nokuti mumŋe nomumŋe, unoita ɀakaipa, unoʋeŋga ciedza, haaʋuyi paciedza, kuti maɓasa ake arege kuɓuɗiswa pacena. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 Nokuti mumwe nomumwe, anoita zvakaipa, anovenga chiedza, haauyi pachiedza, kuti mabasa ake arege kubudiswa pachena. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Nokuti munhu wose anoita zvakaipa anovenga chiedza uye haauye kuchiedza kuitira kuti mabasa ake arege kuburitswa pachena. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona20 Nokuti munhu wose anoita zvakaipa anovenga chiedza uye haauye kuchiedza kuitira kuti mabasa ake arege kuburitswa pachena. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Mumwe nomumwe anoita zvakaipa anovenga chiedza, uye haapindi muchiedza nokuti anotya kuti mabasa ake angaiswa pachena. Ver Capítulo |