Joere 3:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 tarirai, ndicaʋamutsa panɀimbo kwamakandoʋateŋgesa, ndidzosere pamisoro yenyu ɀamakaita; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 tarirai, ndichavamutsa panzvimbo kwamakandovatengesa, ndidzosere pamisoro yenyu zvamakaita; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi zvino ndichavamutsa kuti vachibva kunzvimbo dzacho kwamakavatengesa uye ndichaita kuti mupfukirwe nezviito zvenyu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Asi zvino ndichavamutsa kuti vachibva kunzvimbo dzacho kwamakavatengesa uye ndichaita kuti mupfukirwe nezviito zvenyu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 “Tarirai, ini ndichavamutsa kubva kunzvimbo dzamakavatengesera, uye ndichadzosera pamisoro yenyu chaiyo zvamakaita. Ver Capítulo |