La Biblia Online

- Anuncios -




Joere 3:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Egipita ricaʋa ɗoŋgo, ʋuye Edomi ricaʋa renje rakaparadzwa, nemhaka yesimba rakaitirwa ʋana ʋaJuda, ɀaʋakateʋura ropa risinemhoȿa panyika yaʋo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Ijipiti richava dongo, uye Edhomu richava renje rakaparadzwa, nemhaka yesimba rakaitirwa vana vaJudha, zvavakateura ropa risina mhosva panyika yavo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Ijipiti ichava renje zvaro Edhomu ichiva renje risina chinhu kutsivawo utsinye hwakaitwa kuvanhu vokwaJudha nokuti vakadeura ropa risina mhosva munyika yavo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Ijipiti ichava renje zvaro Edhomu ichiva renje risina chinhu kutsivawo utsinye hwakaitwa kuvanhu vokwaJudha nokuti vakadeura ropa risina mhosva munyika yavo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Asi Ijipiti ichava dongo, Edhomu ichava gwenga risina basa, nokuda kwokurwiswa kwakaitwa vanhu veJudha, vakateura ropa risina mhosva munyika yavo.

Ver Capítulo Copiar




Joere 3:19

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios